Esther 9:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaJuda ʋaiʋa paShushani ʋakaʋuŋgana ɀe nezuʋa regumi namanna romŋedzi weAdari, ʋakaʋuraya ʋarume ʋanamazana matatu paShushani, asi haʋana‐kupambara nhumbi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vaiva muShushani vakaungana pamwe chete pazuva regumi namana romwedzi waAdhari, uye vakauraya mazana matatu avarume muShushani, asi havana kubata zvakapambwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vaiva muguta reSusa vakaunganidzanazve pamusi wegumi nechina wemwedzi waAdhari, vakauraya mazana matatu avarume vomuSusa asi hapana chavakapamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaJudha vaiva paShusha vakaunganazve nezuva regumi namana romwedzi weAdhari, vakauraya varume vana mazana matatu paShusha, asi havana kupambara nhumbi.
Shona 2009?
VaJudha vaiva paShushani vakaunganazve nezuva regumi namana romwedzi weAdhari, vakauraya varume vana mazana matatu paShushani, asi havana kupambara nhumbi.
Shona SUB 2002 Bible
VaJudha vaiva paShusha vakaunganazve nezuva regumi namana romwedzi weAdhari, vakauraya varume vana mazana matatu paShusha, asi havana kupambara nhumbi.