Esther 9:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋamŋe ʋaJuda ʋaiʋa pamatiʋi enyika yamambo ʋakaʋuŋgana, ʋakarwira ʋupenyu bgaʋo, ʋakazorora paʋaʋeŋgi ʋaʋo, ʋakaʋuraya pakati paʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋaneɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀishanu; asi haʋana‐kupambara nhumbi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvichakadaro, vakasara vavaJudha vaiva munyika yamambo vakaunganawo kuti vazvidzivirire uye kuti vanunurwe kubva kuvavengi vavo. Vakauraya zviuru makumi manomwe nezvishanu asi havana kubata zvakapambwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudhawo vakanga vari mune dzimwe nyika dzomunyika yaMambo, vakaunganawo kuti vazvidzivirire. Vakawana zororo kuvavengi vavo nokuuraya zviuru makumi manomwe avanhu ane zviuru zvishanu vaivavenga asi havana chavakapamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navamwe vaJudha vaiva pamativi enyika yamambo vakaungana, vakarwira upenyu hwavo, vakazorora pavavengi vavo, vakauraya pakati pavavengi vavo vane zviuru zvina makumi manomwe nezvishanu; asi havana kupambara nhumbi.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible