Esther 9:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mordekai wakanyora ɀinhu iɀo, akatuma ŋwadi kuʋaJuda ʋose ʋakaŋga ʋari pamatiʋi ose enyika yamambo Ahashveroshi, pedyo nokure,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Modhekai akanyora zvakaitika izvi, ndokutuma matsamba kuvaJudha vose vaiva munyika yose yaMambo Zekisesi, vaiva pedyo nevaiva kure,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Modhekai akanyora zvinhu izvozvi akatumirawo tsamba kuvaJudha vaiva munyika dzose dzamambo Ahasuerusi, dzose zvadzo dzokure nedzepedyo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Modhekai akanyora zvinhu izvo, akatuma n’wadhi kuvaJudha vose vakanga vari pamativi ose enyika yamambo Ahashivheroshi, pedyo nokure,
Shona 2009?
Zvino Modhekai akanyora zvinhu izvo, akatuma mwadhi kuvaJudha vose vakanga vari pamativi ose enyika yamambo Ahashivheroshi, pedo nokure,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Modhekai akanyora zvinhu izvo, akatuma tsamba kuvaJudha vose vakanga vari pamativi ose enyika yamambo Ahasuerusi, pedyo nokure,