Esther 9:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaJuda ʋakatema cireʋo ʋakaɀisuŋga, kuti iʋo naʋana ʋaʋo, naʋose ʋaizoɀiisa kwaʋari, haʋaŋgatoŋgoregi kuraŋgarira mazuʋa iwayo maʋiri, seɀakaŋga ɀanyorwa pamsoro pawo, ʋuye paŋguʋa yakaŋga yatarwa gore rimŋe nerimŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaJudha vakasarudza kusimbisa tsika yokuti ivo navana vavo navose vaizobatana navo vaifanira kucherechedza mazuva maviri aya gore negore vasingatongoregi, sezvazvakanga zvakanyorwa uye nenguva dzakatarwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vaJudha vakazviisira murao, ivo pachavo navana vavo nevose vakanga vabatana navo wokuti: vaifanira kuzochengeta mazuva maviri iwaya gore negore pasina zvokumborega kuachengeta, vachiachengeta somunyorerwo wazvakaitwa uyewo panguva yacho yakatemwa;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaJudha vakatema chirevo vakazvisunga, kuti ivo navana vavo, navose vaizozviisa kwavari, havangatongoregi kurangarira mazuva iwayo maviri, sezvakanga zvanyorwa pamusoro pawo, uye panguva yakanga yatarwa gore rimwe nerimwe;
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible