Esther 9:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NapaShushani nhare yamambo, ʋaJuda ʋakaʋuraya nokuparadza ʋarume ʋanamazana mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vakauraya uye vakaparadza varume vanokwana mazana mashanu munhare yeShushani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muguta reSusa makare, muguta guru romuzinda iroro, vaJudha vakauraya vakaparadza mazana mashanu avanhu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NapaShusha nhare yamambo, vaJudha vakauraya nokuparadza varume vana mazana mashanu.
Shona 2009?
NapaShushani nhare yamambo, vaJudha vakauraya nokuparadza varume vana mazana mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
NapaShusha nhare yamambo, vaJudha vakauraya nokuparadza varume vana mazana mashanu.