Exodus 1:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo weEgipita akaʋudza madzimbuya aʋaHeberu, ʋainzi mumŋe Shifra, mumŋe Pua;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weIjipiti akati kuna vananyamukuta vechiHebheru, vainzi Shifura naPua,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weIjipiti akataurira Shifura naPua vanyamukuta vaigamuchira vana paipona madzimai echiHebheru
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weIjipiti akaudza madzimbuya avaHebheru, vainzi mumwe Shifura, mumwe Pua;
Shona 2009?
Zvino mambo weIjipiti akaudza madzimbuya avaHebheru, vainzi mumwe Shifura, mumwe Pua;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo weIjipiti akaudza madzimbuya aVaHebheru, vainzi mumwe Shifura, mumwe Pua;