Exodus 1:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi madzimbuya akaŋga acitya Mŋari, akasaita seɀaakarairwa namambo weEgipita, asi ʋakarega ʋanakomana ʋari ʋapenyu haʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi, vananyamukuta vakanga vachitya Mwari, uye havana kuita zvavakanga varayirwa namambo weIjipiti kuti vaite; vakarega vanakomana vari vapenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vananyamukuta ivava vaiva vanhu vaitya Mwari. Havana kuita zvavakanga vaudzwa namambo weIjipiti, asi vakarega vana vakomana vari vapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi madzimbuya akanga achitya Mwari, akasaita sezvaakarairwa namambo weIjipiti, asi vakarega vanakomana vari vapenyu havo.
Shona 2009?
Asi madzimbuya akanga achitya Mwari, akasaita sezvaakarairwa namambo asi vakarega vanakomana vari vapenyu havo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi madzimbuya akanga achitya Mwari, akasaita sezvaakarairwa namambo weIjipiti, asi vakarega vanakomana vari vapenyu havo.