Exodus 1:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo weEgipita akaɗana madzimbuya, akati kwaʋari: Makaitireiko iɀoɀo, mukarega ʋanakomana ʋari ʋapenyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo weIjipiti akadana vananyamukuta akavabvunza achiti, “Seiko maita izvi? Seiko marega vana vechikomana vari vapenyu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weIjipiti akazodaidza vananyamukuta ava akati, “Nhai imi! Ko makaitirei zvakadai izvi? Makaregerereiko vana vakomana vari vapenyu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo weIjipiti akadana madzimbuya, akati kwavari, “Makaitireiko izvozvo, mukarega vanakomana vari vapenyu?”
Shona 2009?
Mambo weIjipiti akadana madzimbuya, akati kwavari, "Makaitireiko izvozvo, mukarega vanakomana vari vapenyu?"
Shona SUB 2002 Bible
Mambo weIjipiti akadana madzimbuya, akati kwavari, “Makaitireiko izvozvo, mukarega vanakomana vari vapenyu?”