Exodus 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Mŋari akaitira madzimbuya ɀakanaka, ʋanhu ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mwari akaitira vananyamukuta zvakanaka uye vanhu vakawedzerwa uye vakava vazhinji kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Mwari akaitira madzimbuya zvakanaka, vanhu vakawanda kwazvo, vakava nesimba kwazvo.
Shona 2009?
Naizvozvo Mwari akaitira madzimbuya zvakanaka, vanhu vakawanda kwazvo, vakava nesimba kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Mwari akaitira madzimbuya zvakanaka, vanhu vakawanda kwazvo, vakava nesimba kwazvo.