Exodus 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋabva muciʋuno caJakobo ʋakaŋga ʋari ʋanhu ʋanamakumi manomŋe; asi Josefa wakaŋga atoʋa Egipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvose zvaJakobho zvakanga zviri makumi manomwe pakuwanda; Josefa akanga atova muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vose vaJakobho pamwechete navazukuru vake, vaikwana makumi manomwe. Josefi akatenge avako kuIjipiti kare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vose vakanga vabva muchiuno chaJakobho vakanga vari vanhu vana makumi manomwe; asi Josefa akanga atova Ijipiti.
Shona 2009?
Zvino vanhu vose vakanga vabva muchiuno chaJakobho vakanga vari vanhu vana makumi manomwe; asi Josefa akanga atova Ijipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vose vakanga vabva muchiuno chaJakobho vakanga vari vanhu vana makumi manomwe; asi Josefa akanga atova Ijipiti.