Exodus 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakaɓerekana, ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba guru‐guru; nyika yakaŋga izere naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi vaIsraeri vakaberekana vakawanda zvikuru uye vakava vazhinji kwazvo, zvokuti nyika yakanga yazara navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru-guru; nyika yakanga izere navo.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru-guru; nyika yakanga izere navo.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru–guru; nyika yakanga izere navo.