Exodus 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kuʋanhu ʋake: Tarirai, ʋanhu aʋa, ʋana ʋaIsraeri, ʋanotipfuʋura isu pakuwanda nesimba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuvanhu vake, “Tarisai, vaIsareri vanyanya kuwanda kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akayambira vanhu vake achiti, “Tarisai muone vaIsiraeri vanyanyisa kuwanda uye vava nesimba rawandisa kudarika isu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kuvanhu vake, “Tarirai, vanhu ava, vana vaIsiraeri, vanotipfuura isu pakuwanda nesimba;
Shona 2009?
Iye akati kuvanhu vake, "Tarirai, vanhu ava, vana vaIsiraeri, vanotipfuura isu pakuwanda nesimba;
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kuvanhu vake, “Tarirai, vanhu ava, vana VaIsiraeri, vanotipfuura isu pakuwanda nesimba;