Exodus 10:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Farao akakurumidza kuɗana Mosesi naAroni, akati: Ndatadzira Jehova, Mŋari wenyu, nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akakurumidza kudana Mozisi naAroni akati, “Ndatadzira Jehovha Mwari wenyu uye nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Farao akakurumidza kudaidza Mosesi naAroni akati, “Ndakatadzira Tenzi, Mwari wenyu ndikakutadziraiwo imi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Farao akakurumidza kudana Mosesi naAroni, akati, “Ndatadzira Jehovha, Mwari wenyu, nemi.
Shona 2009?
Ipapo Farao akakurumidza kudana Mozisi naAroni, akati, "Ndatadzira Jehovha, Mwari wenyu, nemi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Farao akakurumidza kudana Mosesi naAroni, akati, “Ndatadzira Jehovha, Mwari wenyu, nemi.