Exodus 10:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino ndikaŋganwirei ɀiʋi ɀaŋgu ŋguʋa ino ɓedzi, mukumbire kunaJehova Mŋari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndiregerereizve chivi changu uye munyengetere kuna Jehovha Mwari wenyu kuti abvise kwandiri dambudziko rinouraya iri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino ndikanganwirei zvivi zvangu nguva ino bedzi, mukumbire kuna Jehovha Mwari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu bedzi.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino ndikangamwirei zvivi zvangu nguva ino bedzi, mukumbire kuna Jehovha Mwari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu bedzi."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino ndikanganwirei zvivi zvangu nguva ino bedzi, mukumbire kuna Jehovha Mwari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu bedzi.”