Exodus 10:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akasatendera ʋana ʋaIsraeri kuenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro, uye akasatendera vaIsraeri kuti vaende.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo, naizvozvo akarambidza vaIsiraeri kuenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasatendera vana vaIsiraeri kuenda.
Shona 2009?
Asi Jehovha akaomesa moyo waFarao, akasatendera vana vaIsiraeri kuenda.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasatendera vana VaIsiraeri kuenda.