Exodus 10:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
haʋana‐kuʋonana, ʋuye hapanomumŋe wakasimuka paakaŋga agere mazuʋa matatu; asi ʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋaneciedza kwaʋaigara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana aigona kuona mumwe munhu papi zvapo kana kubva panzvimbo yake kwamazuva matatu. Asi vaIsraeri vainge vane chiedza munzvimbo dzavaigara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vaIjipiti vakanga vasisaonani. Hakuna munhu akaedza kubuda mumba make pamazuva iwayo ose. Asi kwaiva navaIsiraeri kwakanga kuine chiedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
havana kuonana, uye hapana mumwe akasimuka paakanga agere namazuva matatu; asi vana vaIsiraeri vose vakanga vane chiedza kwavaigara.
Shona 2009?
havana kuonana, uye hapana mumwe akasimuka paakanga agere namazuva matatu; asi vana vaIsiraeri vose vakanga vane chiedza kwavaigara.
Shona SUB 2002 Bible
havana kuonana, uye hapana mumwe akasimuka paakanga agere namazuva matatu; asi vana VaIsiraeri vose vakanga vane chiedza kwavaigara.