Exodus 10:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akati: Munofanira kutipa ʋo mumaʋoko eɗu ɀokuɓayira neɀipiriso ɀokupisa ɀatiŋgandoɓayira Jehova Mŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mozisi akati, “Munofanira kutitendera kuti tive nezvibayiro uye zvipirisio zvinopiswa kuti tipe kuna Jehovha Mwari wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati, “Munofanira kutipawo mumaoko edu zvokubayira nezvipiriso zvokupisa zvatingandobayira Jehovha Mwari wedu.
Shona 2009?
Mozisi akati, "Munofanira kutipawo mumaoko edu zvokubayira nezvipiriso zvokupisa zvatingandobayira Jehovha Mwari wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akati, “Munofanira kutipawo mumaoko edu zvokubayira nezvipiriso zvokupisa zvatingandobayira Jehovha Mwari wedu.