Exodus 10:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akaramba kuʋatendera kuenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro, uye haana kuda kuvatendera kuti vaende.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akaramba kuvatendera kuenda.
Shona 2009?
Asi Jehovha akaomesa moyo waFarao, akaramba kuvatendera kuenda.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akaramba kuvatendera kuenda.