Exodus 10:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Farao akati kwaari: Ibva pamberi paŋgu, cenjera kuti urege kuʋona ɀe ciso caŋgu, nokuti nomusi waunoʋona ciso caŋgu ucafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akati kuna Mozisi, “Ibvai pano! Chenjerai kuti murege kuzoonekwazve pamberi pangu! Musi wamuchaona chiso changu muchafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akati, “Iwe Mosesi chibva pandiri! Zvingwarire! Handidi kuzokuonazve mumaziso mangu! Zuva randinongokuona pano mumaziso mangu chako kufa!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Farao akati kwaari, “Ibva pamberi pangu, chenjera kuti urege kuonazve chiso changu, nokuti nomusi waunoona chiso changu uchafa.”
Shona 2009?
Zvino Farao akati kwaari, "Ibva pamberi pangu, chenjera kuti urege kuonazve chiso changu, nokuti nomusi waunoona chiso changu uchafa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Farao akati kwaari, “Ibva pamberi pangu, chenjera kuti urege kuonazve chiso changu, nokuti nomusi waunoona chiso changu uchafa.”