Exodus 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi naAroni ʋakapinda kunaFarao, ʋakati kwaari: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Ucaramba kuɀininipisa pamberi paŋgu kuȿikira riniko? Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mozisi naAroni vakaenda kuna Faro vakandoti kwaari, “Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru, ‘Uchasvika riniko uchiramba kuzvininipisa pamberi pangu? Rega vanhu vangu vaende kuti vanondinamata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi naAroni vakaenda kuna Farao vakandoti, “Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru, ‘Iwe ucharamba kuzvirereka kwandiri kusvikira riniko? Rega vanhu vangu vaende vandondinamata
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi naAroni vakapinda kuna Farao, vakati kwaari, “Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru, ‘Ucharamba kuzvininipisa pamberi pangu kusvikira riniko?’ Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.
Shona 2009?
Zvino Mozisi naAroni vakapinda kuna Farao, vakati kwaari, "Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru, `Ucharamba kuzvininipisa pamberi pangu kusvikira rinhiko?' Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi naAroni vakapinda kuna Farao, vakati kwaari, “Zvanzi naJehovha, Mwari waVaHebheru, ‘Ucharamba kuzvininipisa pamberi pangu kusvikira rinhiko?’ Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.