Exodus 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana ukaramba kutendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda, tarira, maŋgwana ndicaʋuyisa mhashu panyika yenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana uchiramba kuvatendera kuenda, ini ndichauyisa mhashu munyika yako mangwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu kuenda, tarira, mangwana ndichauyisa mhashu panyika yenyu;
Shona 2009?
Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu kuenda, tarira, mangwana ndichauyisa mhashu panyika yenyu;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu kuenda, tarira, mangwana ndichauyisa mhashu panyika yenyu;