Exodus 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nedzimba dzenyu dzicazara, nedzimba dzaʋaranda ʋenyu ʋose, nedzimba dzaʋaEgipita ʋose; ɀakaɗaro haɀina‐kumboʋonekwa namadziɓaɓa enyu, namadziɓaɓa amadziɓaɓa enyu, kubva pazuʋa raʋakataŋga panyika kuȿikira zuʋa rino. Ipapo akatendeʋuka akaɓuɗa pamberi paFarao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzichazadza dzimba dzako nedzamachinda ako nedzavaIjipita vose, chinhu chisina kumboonekwa namadzibaba ako kana madzitateguru ako kubva pazuva ravakagara munyika ino kusvika zvino.’ ” Ipapo Mozisi akatendeuka akabva pana Faro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhashu dzichati farara mumba mako nomudzimba dzamachinda ako, nedzevaIjipiti vose, zvisina kumboonekwa namadzibaba kana namadzisekuru ako chingo chavakauya panyika kusvikira pari nhasi.’ ” Ipapo Mosesi akafuratira Farao ndokuenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nedzimba dzenyu dzichazara, nedzimba dzavaranda venyu vose, nedzimba dzavaIjipiti vose; zvakadaro hazvina kumboonekwa namadzibaba enyu, namadzibaba amadzibaba enyu, kubva pazuva ravakatanga panyika kusvikira zuva rino.” Ipapo akatendeuka akabuda pamberi paFarao.
Shona 2009?
nedzimba dzenyu dzichazara, nedzimba dzavaranda venyu vose, nedzimba dzavaIjipiti vose; zvakadaro hazvina kumboonekwa namadzibaba enyu, namadzibaba amadzibaba enyu, kubva pazuva ravakatanga panyika kusvikira zuva rino." Ipapo akatendeuka akabuda pamberi paFarao.
Shona SUB 2002 Bible
nedzimba dzenyu dzichazara, nedzimba dzavaranda venyu vose, nedzimba dzaVaIjipiti vose; zvakadaro hazvina kumboonekwa namadzibaba enyu, namadzibaba amadzibaba enyu, kubva pazuva ravakatanga panyika kusvikira zuva rino.” Ipapo akatendeuka akabuda pamberi paFarao.