Exodus 11:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akati: Ɀanzi naJehova: Kana paʋa pakati poʋusiku, ndicaɓuɗa ndikafamba napakati peEgipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mozisi akati, “Zvanzi naJehovha: ‘Pakati pousiku ndichafamba napakati peIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akati, “Zvanzi naTenzi, ‘Nhasi uno pakati pousiku ndichapfuura nomuIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Kana pava pakati pousiku, ndichabuda ndikafamba napakati peIjipiti;
Shona 2009?
Zvino Mozisi akati, "Zvanzi naJehovha, `Kana pava pakati pousiku, ndichabuda ndikafamba napakati peIjipiti;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Kana pava pakati pousiku, ndichabuda ndikafamba napakati peIjipiti;