Exodus 12:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana mucizoȿika panyika yamucapiwa naJehova, seɀaakakupikirai, muceŋgete ɓasa iri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunopinda munyika yamuchapiwa naJehovha sezvaakavimbisa, mucherechedze chirevo ichi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana muchizosvika panyika yamuchapiwa naJehovha, sezvaakakupikirai, muchengete basa iri.
Shona 2009?
Zvino kana muchizosvika panyika yamuchapiwa naJehovha, sezvaakakupikirai, muchengete basa iri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana muchizosvika panyika yamuchapiwa naJehovha, sezvaakakupikirai, muchengete basa iri.