Exodus 12:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ʋana ʋenyu ʋakati kwamuri: Ƃasa iri rinoti kuɗiniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye pamuchabvunzwa navana venyu vachiti, ‘Zvinoreveiko izvi kwamuri?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’
Shona 2009?
Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, `Basa iri rinoti kudiniko?'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’