Exodus 12:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaEgipita ʋakakurudzira ʋanhu kwaɀo, kuti ʋakurumidze kuʋaɓuɗisa panyika, nokuti ʋakati: Isu tofa tose!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIjipita vakakurudzira vanhu kuti vakurumidze kubva munyika. Nokuti vakati, “Zvimwe tingafa tose!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIjipiti vakakurudzira vaIsiraeri kuti vakurumidze kubuda munyikamo vachiti, “Kana mukasaenda tose tingapere kufa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaIjipiti vakakurudzira vanhu kwazvo, kuti vakurumidze kuvabudisa panyika, nokuti vakati, “Isu tofa tose!”
Shona 2009?
VaIjipiti vakakurudzira vanhu kwazvo, kuti vakurumidze kuvabudisa panyika, nokuti vakati, "Isu tofa tose!"
Shona SUB 2002 Bible
VaIjipiti vakakurudzira vanhu kwazvo, kuti vakurumidze kuvabudisa panyika, nokuti vakati, “Isu tofa tose!”