Exodus 12:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakatora mukanyiwa waʋo, usati waʋiriswa, nemidziyo yaʋo yokukanyira yakaputirwa muŋguʋo dzaʋo pamafudzi aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vanhu vakatora mukanyiwa wavo usati waiswa mbiriso, vakatakura pamapfudzi avo mumidziyo yokukanyira vakazviputira mumicheka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakarongedza midziyo iyoyo yaiva nemikanyiwa yechingwa yakanga isina mbiriso. Vakaputira midziyo muhanzu dzavo vakaitakura pamapfudzi avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakatora mukanyiwa wavo, usati waviriswa, nemidziyo yavo yokukanyira yakaputirwa munguo dzavo pamafudzi avo.
Shona 2009?
Vanhu vakatora mukanyiwa wavo, usati waviriswa, nemidziyo yavo yokukanyira yakaputirwa munguvo dzavo pamafudzi avo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakatora mukanyiwa wavo, usati waviriswa, nemidziyo yavo yokukanyira yakaputirwa munguo dzavo pamafudzi avo.