Exodus 12:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akapa ʋanhu nyasha pamberi paʋaEgipita, ʋakaʋapa iɀoɀo ɀaʋakakumbira; ʋakapedzera ʋaEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akapa vanhu nyasha pamberi pavaIjipita, uye vakavapa zvavakakumbira; saka vakapamba vaIjipita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaita kuti vaIjipiti vaitire vaIsiraeri mwoyochena wokuvapa zvavakakumbira. Naizvozvo vaIsiraeri vakarozva upfumi hwevaIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akapa vanhu nyasha pamberi pavaIjipiti, vakavapa izvozvo zvavakakumbira; vakapedzera vaIjipiti.
Shona 2009?
Jehovha akapa vanhu nyasha pamberi pavaIjipiti, vakavapa izvozvo zvavakakumbira; vakapedzera vaIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akapa vanhu nyasha pamberi paVaIjipiti, vakavapa izvozvo zvavakakumbira; vakapedzera VaIjipiti.