Exodus 12:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋguʋa yakagara ʋana ʋaIsraeri muEgipita akaŋga ari makore anamazana manna namakumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino nguva yakagara vanhu veIsraeri muIjipiti yakanga iri makore mazana mana namakumi matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakanga vagara muIjipiti mazana mana amakore namakore makumi matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nguva yakagara vana vaIsiraeri muIjipiti akanga ari makore ana mazana mana namakumi matatu.
Shona 2009?
Zvino nguva yakagara vana vaIsiraeri muIjipiti akanga ari makore ana mazana mana namakumi matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nguva yakagara vana VaIsiraeri muIjipiti akanga ari makore ana mazana mana namakumi matatu.