Exodus 12:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati ʋo kunaMosesi naAroni: Murairo wepaseka ndiwo: Mutorwa ŋgaarege kuidya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Iyi ndiyo mitemo yePasika: “Mutorwa haafaniri kuidya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi naAroni kuti, “Heinoi mirao yePasika. Mutorwa haabvumirwi kudya Pasika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akatiwo kuna Mosesi naAroni, “Murayiro wePasika ndiwo: Mutorwa ngaarege kuidya.
Shona 2009?
Jehovha akatiwo kuna Mozisi naAroni, "Murayiro wePasika ndiwo: Mutorwa ngaarege kuidya.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akatiwo kuna Mosesi naAroni, “Murairo wePasika ndiwo: Mutorwa ngaarege kuidya.