Exodus 12:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutorwa kana muranda unoripirwa ŋgaarege kuidya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi mueni uye nomunhu anoshandira mari haafaniri kuidya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muenziwo zvake kana mushandi wamarikicho haafanire kudya Pasika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutorwa kana muranda anoripirwa ngaarege kuidya.
Shona 2009?
Mutorwa kana muranda anoripirwa ngaarege kuidya.
Shona SUB 2002 Bible
Mutorwa kana muranda anoripirwa ngaarege kuidya.