Exodus 13:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana Jehova akuȿitsa kunyika yaʋaKanani, seɀaakakupikira iwe namadziɓaɓa ako, akakupa iyo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Shure kwokunge Jehovha akusvitsa munyika yavaKenani uye aipa kwauri, sezvaakavimbisa nemhiko kwauri nokumadzitateguru ako,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana Tenzi azokuunzai kunyika yevaKanani sokutsidza kwaakaitira imi namadzibaba enyu achiipa kwamuri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana Jehovha akusvitsa kunyika yavaKenani, sezvaakakupikira iwe namadzibaba ako, akakupa iyoyo,
Shona 2009?
"Zvino kana Jehovha akusvitsa kunyika yavaKenani, sezvaakakupikira iwe namadzibaba ako, akakupa iyoyo,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana Jehovha akusvitsa kunyika yavaKenani, sezvaakakupikira iwe namadzibaba ako, akakupa iyoyo,