Exodus 13:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ici cicaʋa ciratidzo paruʋoko rwako, norundanyara pameso ako; nokuti Jehova wakatiɓuɗisa paEgipita noruʋoko runesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye chichava chiratidzo paruoko rwako uye rundanyara pahuma yako kuti Jehovha akatibudisa kubva muIjipiti noruoko rune simba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi zvichaita sechiyeuchidzo chiripamaoko enyu kana kuti pahuma dzenyu chokuti Tenzi akatiburitsa muIjipiti nesimba rake guru.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ichi chichava chiratidzo paruoko rwako, norundanyara pameso pako; nokuti Jehovha akatibudisa paIjipiti noruoko rune simba.”
Shona 2009?
Ichi chichava chiratidzo paruoko rwako, norundanyara pameso pako; nokuti Jehovha akatibudisa noruoko rune simba."
Shona SUB 2002 Bible
Ichi chichava chiratidzo paruoko rwako, norundanyara pameso pako; nokuti Jehovha akatibudisa muIjipiti noruoko rune simba.”