Exodus 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhasi munoɓuɗa nomŋedzi weAbibi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhasi, mumwedzi waAbhibhi muri kubuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhasi mumwedzi uno waAbhibhi, mava kuzobuda muIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nhasi munobuda nomwedzi weAbhibhi.
Shona 2009?
Nhasi munobuda nomwedzi weAbhibhi.
Shona SUB 2002 Bible
Nhasi munobuda nomwedzi waAbhibhi.