Exodus 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kudya ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa mazuʋa manomŋe; pazuʋa recinomŋe Jehova ŋgaaitirwe mutambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwamazuva manomwe munofanira kuitira Jehovha mutambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso chete, pazuva rechinomwe muchiita mabiko okupemberera Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kudya chingwa chisina kuviriswa mazuva manomwe; pazuva rechinomwe Jehovha ngaaitirwe mutambo.
Shona 2009?
Unofanira kudya chingwa chisina kuviriswa mazuva manomwe; pazuva rechinomwe Jehovha ngaaitirwe mutambo.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kudya chingwa chisina kuviriswa mazuva manomwe; pazuva rechinomwe Jehovha ngaaitirwe mutambo.