Exodus 13:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa ŋgacidyiwe mazuʋa manomŋe: ciŋgwa cakaʋiriswa ŋgacirege kuʋonekwa kwauri, kunyaŋge mbiriso ŋgairege kuʋonekwa kwauri panyika yako yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudye chingwa chisina mbiriso pamazuva manomwe iwayo; chinhu chine mbiriso hachifaniri kuonekwa pakati penyu, uye mbiriso zvayo haifaniri kuonekwa panzvimbo ipi zvayo pakati pemiganhu yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumazuva manomwe iwayo idyai chingwa chisina mbiriso, ngamurege kuva nomunhu anowanikwa aine mbiriso kana chingwa chine mbiriso munyika yenyu yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chingwa chisina kuviriswa ngachidyiwe mazuva manomwe; chingwa chakaviriswa ngachirege kuonekwa kwauri, kunyange mbiriso ngairege kuonekwa kwauri panyika yako yose.
Shona 2009?
Chingwa chisina kuviriswa ngachidyiwe mazuva manomwe; chingwa chakaviriswa ngachirege kuonekwa kwauri, kunyange mbiriso ngairege kuonekwa kwauri panyika yako yose.
Shona SUB 2002 Bible
Chingwa chisina kuviriswa ngachidyiwe mazuva manomwe; chingwa chakaviriswa ngachirege kuonekwa kwauri, kunyangwe mbiriso ngairege kuonekwa kwauri panyika yako yose.