Exodus 14:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Unoɗanidzireiko kwandiri? Ʋudza ʋana ʋaIsraeri kuti ʋapfuʋurire mberi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Seiko uchidanidzira kwandiri? Taurira vaIsraeri kuti vapfuurire mberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Mosesi, “Uri kuchemereiko kwandiri? Udza vaIsiraeri kuti varambe vachifamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unodanidzireiko kwandiri? Udza vana vaIsiraeri kuti vapfuurire mberi.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, "Unodanidzireiko kwandiri? Udza vana valsiraeri kuti vapfuurire mberi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unodanidzireiko kwandiri? Udza vana VaIsiraeri kuti vapfuurire mberi.