Exodus 14:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mutumŋa waMŋari, wakaŋga akatuŋgamirira hondo yaʋaIsraeri, wakabva’po, akaenda shure kwaʋo; shoŋgwe yegore ikabva mberi kwaʋo, ikandomira shure kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutumwa waMwari, uyo akanga achifamba ari mberi kwehondo yavaIsraeri, akadzokera shure kwavo. Shongwe yegore yakabvawo mberi kwavo ikandomira shure kwavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waMwari akanga akatungamirira vaIsiraeri, vari hondo yavanhu, akabva pamberi paakanga ari akaenda shure kwavo. Shongwe yegore yakabvawo mberi ikandomira yave shure kwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mutumwa waMwari, akanga akatungamirira hondo yavaIsiraeri, akabvapo, akaenda shure kwavo; shongwe yegore ikabva mberi kwavo, ikandomira shure kwavo.
Shona 2009?
Zvino mutumwa waMwari, akanga akatungamirira hondo yavaIsiraeri, akabvapo, akaenda shure kwavo; shongwe yegore ikabva mberi kwavo, ikandomira shure kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mutumwa waMwari, akanga akatungamirira hondo yaVaIsiraeri, akabvapo, akaenda shure kwavo; shongwe yegore ikabva mberi kwavo, ikandomira shure kwavo.