Exodus 14:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akarwira ʋaIsraeri saiɀoɀo nomusi iwoyo pamaʋoko aʋaEgipita; ʋaIsraeri ʋakaʋona ʋaEgipita ʋakaŋga ʋafa pamhenderekedzo dzeguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva iroro Jehovha akaponesa vaIsraeri kubva mumaoko avaIjipita, uye vaIsraeri vakaona vaIjipita vakanga vafa pamahombekombe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro, Tenzi ndiko kuponesa kwaakaita vaIsiraeri vakanga vateverwa navaIjipiti. VaIsiraeri vakazoona zvitunha zvavaIjipiti vaya kumahombekombe kwegungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akarwira vaIsiraeri saizvozvo nomusi iwoyo pamaoko avaIjipiti; vaIsiraeri vakaona vaIjipiti vakanga vafa pamhenderekedzo dzegungwa.
Shona 2009?
Jehovha akarwira vaIsiraeri saizvozvo nomusi iwoyo pamaoko avaIjipiti; vaIsiraeri vakaona vaIjipiti vakanga vafa pamhenderekedzo dzegungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akarwira VaIsiraeri saizvozvo nomusi iwoyo pamaoko aVaIjipiti; VaIsiraeri vakaona VaIjipiti vakanga vafa pamhenderekedzo dzegungwa.