Exodus 15:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakafanana nemi, Jehova, pakati paʋamŋari? Ndianiko wakafanana nemi paʋukuru bgoʋutȿene, Munorumbidzwa mucityisa, munoita ɀishamiso?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndianiko pakati pavamwari akaita semi, imi Jehovha? Ndiani akaita semi, paumambo noutsvene, mukubwinya kunotyisa, anoita zvishamiso?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pana vamwari vose, ndiani angaenzaniswe nemi Tenzi? Ndianiko ano mukurumbira woutsvene semi, ano mukurumbira unotyisa ukadai, muiti wamabasa anoshamisa?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akafanana nemi, Jehovha, pakati pavamwari? Ndianiko akafanana nemi paukuru hwoutsvene, munorumbidzwa muchityisa, munoita zvishamiso?
Shona 2009?
Ndianiko akafanana nemi, Jehovha, pakati pavamwari? Ndianiko akafanana nemwi paukuru hwoutsvene, munorumbidzwa muchityisa, munoita zvishamiso?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akafanana nemi, Jehovha, pakati pavamwari? Ndianiko akafanana nemi paukuru hwoutsvene, munorumbidzwa muchityisa, munoita zvishamiso?