Exodus 15:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makafambisa nenyasha dzenyu ʋanhu ʋamakadzikinura; Makaʋaperekedza nesimba renyu kuʋugaro bgenyu ʋutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Murudo rwenyu rusingaperi muchatungamirira vanhu vamakadzikinura. Musimba renyu imi muchavatungamirira kuugaro hwenyu hutsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vamakanunura munovatungamirira, munovatungamirira nomwoyochena wenyu. Munovatungamirira nesimba renyu munovaperekedza kunyika yenyu inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makafambisa nenyasha dzenyu vanhu vamakadzikinura; makavaperekedza nesimba renyu kuugaro hwenyu utsvene.
Shona 2009?
Makafambisa nenyasha dzenyu vanhu vamakadzikunura; makavaperekedza nesimba renyu kuugaro bwenyu utsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Makafambisa nenyasha dzenyu vanhu vamakadzikinura; makavaperekedza nesimba renyu kuugaro hwenyu utsvene.