Exodus 15:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakanzwa ʋakaɗeɗera, Maɓayo akawira ʋanhu ʋagere Firistia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndudzi dzichazvinzwa uye dzichadedera; kurwadziwa kuchabata vanhu vokuFiristia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakanzwa vakadedera, mabayo akawira vanhu vagere Firisitia.
Shona 2009?
Vanhu vakanzwa vakadedera, mabayo akawira vanhu vagere Firisitia.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakanzwa vakadedera, mabayo akawira vanhu vagere Firisitia.