Exodus 15:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutya nokuvunduka kwakaʋawira; Ʋakanyarara sebge noʋukuru bgoruʋoko rwenyu; Kuȿikira ʋanhu ʋenyu ʋayambuka, Jehova, Kuȿikira ʋanhu ʋenyu ʋamakaɀitȿakira ʋayambuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kutya nokuvhunduka zvichavawira. Nesimba roruoko rwenyu vachanyarara kunge dombo, kusvikira vanhu venyu vapfuura, imi Jehovha, kusvikira vanhu vamakatenga vapfuura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvava kungoti kutya zvikati kudedera vadumbirwa nazvo vachiti nazvo papata sedombo nokutya, pamusana pesimba renyu guru, kusvikira vanhu venyu Tenzi vapfuura pavari, kusvikira vanhu venyu vamakanunura muuranda, vapfuura pavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutya nokuvhunduka kwakavawira; vakanyarara sebwe noukuru hworuoko rwenyu; kusvikira vanhu venyu vayambuka, Jehovha, kusvikira vanhu venyu vamakazvitsvakira vayambuka.
Shona 2009?
Kutya nokuvhunduka kwakavawira; vakanyarara sebwe noukuru hworuoko rwenyu; kusvikira vanhu venyu vayambuka, Jehovha, kusvikira vanhu venyu vamakazvitsvakira vayambuka.
Shona SUB 2002 Bible
Kutya nokuvhunduka kwakavawira; vakanyarara sebwe noukuru hworuoko rwenyu; kusvikira vanhu venyu vayambuka, Jehovha, kusvikira vanhu venyu vamakazvitsvakira vayambuka.