Exodus 15:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucaɓata ʋushe nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achatonga nokusingaperi-peri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi achatonga kusvikira narini narini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha achabata ushe nokusingaperi.”
Shona 2009?
Jehovha achabata ushe nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha achabata ushe nokusingaperi.”