Exodus 15:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaȿika Mara, asi ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kunwa mvura yapaMara, nokuti yakaŋga iciʋaʋa; naiɀoɀo zita ra’po rakanzi Mara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasvika paMara, havana kugona kunwa mvura yacho nokuti yaivava. (Ndokusaka nzvimbo yacho ichinzi Mara.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazosvika kuMara asi vakatadza kunwa mvura yepo nokuti yaikarakata kuvava. Saka pakatumidzwa zita rokuti Mara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasvika Mara, asi vakanga vasingagoni kunwa mvura yapaMara, nokuti yakanga ichivava; naizvozvo zita rapo rakanzi Mara.
Shona 2009?
Vakasvika Mara, asi vakanga vasingagoni kumwa mvura yapaMara, nokuti yakanga ichivava; naizvozvo zita rapo rakanzi Mara.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasvika Mara, asi vakanga vasingagoni kunwa mvura yapaMara, nokuti yakanga ichivava; naizvozvo zita rapo rakanzi Mara.