Exodus 15:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakapopotera Mosesi, ʋakati: Ticanweiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vanhu vakapopotera Mozisi vachiti, “Tonweiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakapopotera Mosesi, vakati, “Tichanweiko?”
Shona 2009?
Zvino vanhu vakapopotera Mozisi, vakati, "Tichamweiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakapopotera Mosesi, vakati, “Tichanweiko?”