Exodus 15:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mʋura yakadzika yakaʋafukidza; Ʋakanyura makadzika sebge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura kwakadzika sedombo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mvura zhinji ikavanyudza vakanyura pasi pasi kuti vido sebwe!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura makadzika sebwe.
Shona 2009?
Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura makadzika sebwe.
Shona SUB 2002 Bible
Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura makadzika sebwe.