Exodus 15:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokufema kwemhino dzenyu, mvura yakaʋuŋganidzwa pamŋe cete; Nzizi dzikamira dzikaita murwi, Mvura yakadzika yakagwamba mukati meguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokufema kwemhino dzenyu mvura zhinji yakaita murwi. Mvura yamasaisai yakamira yakasimba semadziro; mvura yakadzika yakagwamba mukati megungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nehasha dzenyu makangoti furidzei, mvura ndiye unga unga kuungana. Mvura yegungwa yakati dzuu kumira sechidziro. Mvura zhinji pakati pegungwa yakanyatsoti twi kumira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokufema kwemhino dzenyu, mvura yakaunganidzwa pamwechete; nzizi dzikamira dzikaita murwi, mvura yakadzika yakagwamba mukati megungwa.
Shona 2009?
Nokufema kwemhino dzenyu, mvura yakaunganidzwa pamwechete; nzizi dzikamira dzikaita murwi, mvura yakadzika yakagwamba mukati megungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokufema kwemhino dzenyu, mvura yakaunganidzwa pamwechete; nzizi dzikamira dzikaita murwi, mvura yakadzika yakagwamba mukati megungwa.