Exodus 15:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muʋeŋgi wakati: Ndicateʋerera, ndicaʋaɓata, ndicagoʋera ɀandapamba; Kuciʋa kwaŋgu kucagutswa naʋo; Ndicavomora munondo waŋgu, ruʋoko rwaŋgu rucaʋaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muvengi akazvikudza achiti, ‘Ndichavatevera, ndichavabata. ndichagova zvakapambwa; ndichazvimbirwa navo. Ndichavhomora munondo wangu uye ruoko rwangu ruchavaparadza.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muvengi akati, ‘Regai ndivatevere ndivabate, ndigoveranise zvandinenge ndapamba, ndichitorawo zvandinoda. Ndichavaburitsira muhara bakatwa rangu, ndivakatakazhe noruoko rwangu, vanyatsopera kuti dhuu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muvengi akati, ‘Ndichateverera, ndichavabata, ndichagovera zvandapamba; kuchiva kwangu kuchagutswa navo; ndichavhomora munondo wangu, ruoko rwangu ruchavaparadza.’
Shona 2009?
Muvengi akati, `Ndichateverera, ndichavabata, ndichagovera zvandapamba; kuchiva kwangu kuchagutswa navo; ndichavhomora munondo wangu, ruoko rwangu ruchavaparadza.'
Shona SUB 2002 Bible
Muvengi akati, ‘Ndichateverera, ndichavabata, ndichagovera zvandapamba; kuchiva kwangu kuchagutswa navo; ndichavhomora munondo wangu, ruoko rwangu ruchavaparadza.’