Exodus 16:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino maɗekwana ɀihuta ɀikakwira, ɀikafukidza misasa; fume maŋgwana ɗoʋa rakaŋga rakapoteredza misasa
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madekwana iwayo zvihuta zvakauya zvikafukidza musasa, uye mangwanani pakanga pane dova rakapoteredza musasa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava manheru kwakauya zvihuta zvizhinji zvikazara pamatendhe avo, mangwana acho dova rikafuma rakati ware ware panharaunda yamatendhe avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino madekwana zvihuta zvikakwira, zvikafukidza misasa; fume mangwana dova rakanga rakapoteredza misasa.
Shona 2009?
Zvino madekwana zvihuta zvikakwira, zvikafukidza misasa; fume mangwana dova rakanga rakapoteredza misasa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino madekwana zvihuta zvakauya, zvikamhara zvikafukidza misasa; fume mangwana dova rakanga rakapoteredza misasa.